Matthew 19:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati: Hamuna‐kuraʋa here, kuti uyo wakaʋasika pakutaŋga, wakaʋaita murume nomukadzi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti kubva pakutanga Musiki akavaita munhurume nomunhukadzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?”
Shona 2009?
Akapindura, akati kwavari: Hamuna kurava here, kuti uyo waka\add va\add*sika pakutanga wakavaita murume nomukadzi?
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?”