Matthew 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Mosesi wakagoraireiko kuti murume amupe rugwaro rwokumuramba, ago mu rasha?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabvunzazve vachiti, “Sei Mozisi akarayira kuti murume ape mukadzi wake rugwaro rwokumuramba obva amuendesa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kwaari, “Ko Mosesi akazoitirei kuti murume anofanira kupa mukadzi wake tsamba yokumurambisa nayo achibva amuramba.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Mosesi wakagorayireiko kuti murume amupe rugwaro rwokumuramba, agomuramba?”
Shona 2009?
Vakati kwaari: Mozisi wakagoraireiko kupa rugwaro rwokurambana, nokumudzinga?
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Mosesi wakagorayireiko kuti murume amupe rugwaro rwokumuramba, agomuramba?”