Matthew 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaʋona nyeredzi. ʋakafara nomufaro mukuru‐kuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakaona nyeredzi, vakafara kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaona nyenyedzi iya vakafara norufaro rukuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vaona nyeredzi, vakafara nomufaro mukuru-kuru.
Shona 2009?
Vakati vavona nyeredzi vakafara nomufaro mukuru kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vaona nyenyedzi, vakafara nomufaro mukuru–kuru.