Matthew 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋanyeʋerwa pakurota naMŋari, kuti ʋarege kudzokera kunaHerode, ʋakaenda kunyika yaʋo neimŋe nzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakati vayambirwa mukurota kuti vasadzokera nokuna Herodhi, vakadzokera kwavo neimwe nzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati vakayambirwa mukurota kuti vasadzokere nokuna Herodhi, vakadzokera kunyika kwavo neimwe nzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vanyeverwa pakurota naMwari, kuti varege kudzokera kuna Herodhi, vakaenda kunyika yavo neimwe nzira.
Shona 2009?
Vakati vanyeverwa naMwari pakurota, kuti varege kudzokera kuna Herodhe, vakaenda kunyika yavo neimwe nzira.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vanyeverwa pakurota naMwari, kuti varege kudzokera kuna Herodhi, vakaenda kunyika yavo neimwe nzira.