Matthew 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokufa kwaHerodhi, mutumwa waShe akazviratidza kuna Josefa muIjipiti mukurota
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti,
Shona 2009?
Asi Herodhe wakati afa, tarira, mutumwa waShe akavonekwa pakurota naJosefa muIjipiti,
Shona SUB 2002 Bible
Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti,