Matthew 2:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Simuka, utore mŋana namai ʋake, uende kunyika yaʋaIsraeri, nokuti ʋaitȿaka kuʋuraya mŋana ʋafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati, “Tora mwana namai vake mudzokere kunyika yeIsraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.”
Shona 2009?
achiti: Simuka, tora mwana muduku namai vake, uende kunyika yavaIsraeri; nokuti vakafa, avo vaitsaka upenyu hwomwana.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.”