Matthew 2:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta.
Shona 2009?
Akasvika akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvizadziswe zvakarehwa navaporofita, \add kuti\add*: Uchanzi muNazareta.
Shona SUB 2002 Bible
akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta.