Matthew 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Newe Betrehema, nyika yeJudea, Hauzi muɗuku kwaɀo kuʋaɓati ʋaJuda; Nokuti kwauri Kucaɓuɗa Mutuŋgamiriri, Ucafudza ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi iwe Bheterehema, munyika yeJudhea hausi muduku pamadzimambo ose aJudha, nokuti mauri muchabuda mutongi uyo achava mufudzi wavanhu vangu vaIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Newe Bheterehemu, nyika yeJudhea, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”
Shona 2009?
Newe Bhetirehemu, nyika yaJudha, hauzi mudukusa kuvabati vaJudha; nokuti kwauri kuchabuda mutongi, uchafudza vanhu vangu vaIsraeri.
Shona SUB 2002 Bible
‘Newe Bhetirehemu, nyika yeJudhiya, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu VaIsiraeri.’ ”