Matthew 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Herode wakaɗana ʋacenjeri, ʋari ʋoga, akaʋabvunzisisa ŋguʋa yakaʋonekwa nyeredzi nayo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Herodhi akadana Vachenjeri pakavanda akavabvunzisisa nguva chaiyo yainge yaonekwa nyeredzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Herodhi akadana vachenjeri, vari voga, akavabvunzisisa nguva yakaonekwa nyeredzi navo,
Shona 2009?
Zvino Herodhe, wakati adana vachenjeri muchivande, akabvunzisisa kwavari nguva yakavonekwa nyeredzi nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Herodhi akadana vachenjeri, vari voga, akavabvunzisisa nguva yakaonekwa nyenyedzi navo,