Matthew 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaʋatuma Betrehema, akati: Endai munatsobvunzisisa ɀomŋana; kana mamuwana, mundiʋudze, kuti neni ʋo ndiʋuye kuzomunamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavatuma kuBheterehema akati, “Endai mundotsvakisisa mwana uyu. Kana muchinge mamuwana, mugondizivisawo kuitira kuti neniwo ndigoenda kundomunamata.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaendesa kuBheterehemu achiti, “Endai mundotsvagisisa mwana iyeyo. Kana mamuwana ndiunzireiwo shoko, kuti neniwo ndiende ndindomugwadamira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akavatuma Bheterehemu, akati, “Endai munatsobvunzisisa zvomwana; kana mamuwana, mundiudze, kuti neniwo ndiuye kuzomupfugamirawo.”
Shona 2009?
Akavatuma Bhetirehemu, akati: Endai munyatso-bvunzisisa zvomwana; kana ma\add mu\add*wana munditumirevo shokozve, kuti ndiuye kuzomunamatavo.
Shona SUB 2002 Bible
akavatuma Bhetirehemu, akati, “Endai munatsobvunzisisa zvomwana; kana mamuwana, mundiudze, kuti neniwo ndiuye kuzomupfugamirawo.”