Matthew 20:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko handina‐kutenderwa kuita neɀaŋgu pandinoɗa napo here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, handina kodzero here yokuita zvandinoda nemari yangu? Kana kuti iwe une godo nokuda kwokupa kwangu zvakawanda.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handibvumirwi here kuita madiro nezvinhu zvangu kana kuti une shanje nemwoyochena wangu here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko handina kutenderwa kuita pandinoda napo here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here?’ ”
Shona 2009?
Ko handina kutenderwa kuita zvandinoda nezvangu here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko handina kutenderwa kuita pandinoda napo here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here?’ ”