Matthew 20:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, tinokwira Jerusarema, Mŋanakomana womunhu ucaiswa kuʋaprista ʋakuru naʋanyori, ʋacamutoŋgera rufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tiri kukwira kuenda kuJerusarema, uye Mwanakomana woMunhu achaiswa kuvaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro. Vachamutongera rufu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwai, tavakukwira kuJerusaremu. Mwanakomana womunhu achaturirwa mumaoko avapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo. Vachamutongera rufu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvapristi vakuru navanyori, vachamutongera rufu.
Shona 2009?
Tarirai, tinokwira Jerusarema, zvino Mwanakomana womunhu uchakumikidzwa kuvaprista vakuru navanyori, vachamutongera rufu.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvapristi vakuru navanyori, vachamutongera rufu.