Matthew 20:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanegumi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakatsamŋira aʋo ʋana ʋaʋiri ʋomunhu mumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vane gumi vakati vanzwa izvi vakatsamwira mukoma nomunun'una ava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe gumi vaya pavakazvinzwa vakashatirirwa mukoma nomunun'una vaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vane gumi vakati vachizvinzwa, vakatsamwira avo vaviri vana vomunhu mumwe.
Shona 2009?
Vanegumi vakati vanzwa, vakatsamwira avo vana vaviri vomunhu mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vane gumi vakati vachizvinzwa, vakatsamwira avo vaviri vana vomunhu mumwe.