Matthew 20:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akamira, akaaɗana, akati: Munoɗa kuti ndikuitireiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamira akavadana, akavabvunza achiti, “Munoda kuti ndikuitirei chiiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamira akavadaidza achiti, “Chii chamunoda kuti ndikuitirei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akamira, akaadana, akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?”
Shona 2009?
Ipapo Jesu akamira, akaadana, akati: Munoda kuti ndikuitireiko?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akamira, akaadana, akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?”
Recommended Reading