Matthew 20:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Ishe, kuti meso eɗu aȿinudzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vachiti, “Ishe, tinoda kuona.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kwaari, “Tenzi, itai kuti maziso edu azaruke.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Ishe, kuti meso edu asvinudzwe.”
Shona 2009?
Akati kwaari: Ishe, kuti meso edu asvinudzwe:
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Ishe, kuti meso edu asvinudzwe.”