Matthew 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Endai imi ʋo mumunda wemizambiriŋga, ndigokupai ɀakafanira. Ʋakaenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, ‘Nemiwo endai mundoshanda mumunda wangu wemizambiringa, ndichakupai zvakakodzera.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavati, “Imi endaiwo mumunda wamagirepisi. Ndichakupaiwo zvinokodzera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, ‘Endai imiwo mumunda wemidzambiringa, ndigokupai zvakafanira.’ Vakaenda.
Shona 2009?
akati kwavari: Endai imwivo mumunda wemizambiringa, ndigokupai chero zvakafanira, vakaenda.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, ‘Endai imiwo mumunda wemizambiringa, ndigokupai zvakafanira.’ Vakaenda.