Matthew 20:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓuɗa neŋguʋa ineŋge yegumi neimŋe, akawana ʋamŋe ʋamire; akati kwaʋari: Makamirireiko pano zuʋa rose musiŋgaɓati?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nenguva inenge yegumi neimwe akabuda akawanazve vamwe vamire. Akavabvunza achiti, ‘Seiko, maswera makangomira pano zuva rose musina chamuri kuita?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva inenge yechishanu zuva ravakuda kudoka akabuda akaona vamwe vakamira zvavo. Iye akati kwavari, “Ko munodarirei kungomira zvenyu kudai zuva rose musina chamuri kuita?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabuda nenguva inenge yegumi neimwe, akawana vamwe vamire; akati kwavari, ‘Makamirireiko pano zuva rose musina basa.’
Shona 2009?
Zvino nenguva inenge yegumi neimwe, akabuda, akawana vamwe vamire vasina chavaiita, akati kwavari: Makamirireiko pano zuva rose musina chamunoita?
Shona SUB 2002 Bible
Akabuda nenguva inenge yegumi neimwe, akawana vamwe vamire; akati kwavari, ‘Makamirireiko pano zuva rose musina basa.’