Matthew 20:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋeŋguʋa ineŋge yegumi neimŋe ʋakati ʋaciʋuya, mumŋe nomumŋe akapiwa denari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vashandi vainge vaenda kundoshanda nenguva inenge yegumi neimwe vakauya uye mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhinari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaya vakapiwa basa paawa yechishanu manheru pavakauya, mumwe nomumwe wavo akagamuchira mubayiro wapazuva uya wedhenari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino venguva inenge yegumi neimwe vakati vachiuya, mumwe nomumwe akapiwa dhenari.
Shona 2009?
Zvino vakati vachivuya, nenguva inenge yegumi neimwe, vakawana mumwe nomumwe dhenari*.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino venguva inenge yegumi neimwe vakati vachiuya, mumwe nomumwe akapiwa dhinari.