Matthew 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati apinda Jerusarema, guta rose rikapesaniswa, ʋanhu ʋakati: Uyu ndianiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apinda muJerusarema, guta rose rakazungunuswa, vakabvunza vachiti, “Ndianiko uyu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapinda muJerusaremu, guta rose rakanyanduka richiti, “Ndiani uyu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati apinda Jerusaremu, guta rose rikapesaniswa, vanhu vakati, “Uyu ndianiko?”
Shona 2009?
Wakati apinda Jerusarema, guta rose rikazungunuswa, vakati: Uyu ndianiko?
Shona SUB 2002 Bible
Akati apinda Jerusaremu, guta rose rikapesaniswa, vanhu vakati, “Uyu ndianiko?”