Matthew 21:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maŋgwanani wakati acidzokera kuguta, akanzwa nzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani-ngwanani, paakanga ari munzira achidzokera kuguta, akanzwa nzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani paakanga ava kudzokera kuguta kuya, akanzwa nzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mangwanani akati achidzokera kuguta, akanzwa nzara.
Shona 2009?
Mangwanani wakati achidzokera kuguta, akanzwa nzara.
Shona SUB 2002 Bible
Mangwanani akati achidzokera kuguta, akanzwa nzara.