Matthew 21:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana tikati, Kuʋanhu, tinotya ʋanhu ʋazhinji; nokuti ʋose ʋanoti, Johane muprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana tikati, ‘Rwakabva kuvanhu,’ tinotya vanhu, nokuti vose vanotenda kuti Johani aiva muprofita.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana tikati rwakabva kuvanhu tinotya uzhinji hwavanhu. Nokuti vose vanoti Johani aiva muporofita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana tikati, ‘Kuvanhu,’ tinotya vanhu vazhinji; nokuti vose vanoti, Johani muporofita.”
Shona 2009?
Asi kana tikati: Kuvanhu, tinotya vanhu vazhinji; nokuti vose vakatora, Johwani somuporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana tikati, ‘Kuvanhu,’ tinotya vanhu vazhinji; nokuti vose vanoti, Johani muporofita.”