Matthew 21:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapindura, ʋakati kunaJesu: Hatiziʋi. Akati kwaʋari: Neni handiŋgakuʋudziyi ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakapindura Jesu vakati, “Hatizivi.” Ipapo iye akati, “Neni handingakuudzeiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Iye akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapindura, vakati kuna Jesu, “Hatizivi.” Akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.
Shona 2009?
Vakapindura Jesu vakati: Hatizivi, akati kwavari: Neni handingakuvudziyivo simba randinoita naro zvinhu izvi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapindura, vakati kuna Jesu, “Hatizivi.” Akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.