Matthew 21:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munofuŋgeiko? Mumŋe munhu wakaŋga anaʋana ʋaʋiri; akaenda kunowokutaŋga, akati: Mŋana, enda nhasi kundoɓata mumunda waŋgu wemizambiriŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munofungei nazvo? Paiva nomurume aiva navanakomana vaviri. Akaenda kuno wokutanga akati, ‘Mwanangu, enda nhasi unoshanda mumunda wemizambiringa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munofunga kuti kudii? Mumwe murume aiva navanakomana vaviri, akaenda kuna wokutanga wacho akati, ‘Mwanangu, enda nhasi undoshanda mumunda wamagirepisi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino munofungeiko? Mumwe munhu akanga ana vana vaviri; akaenda kuno wokutanga, akati, ‘Mwana, enda nhasi undoshanda mumunda wangu wemidzambiringa.’
Shona 2009?
Zvino munofungeiko? Munhu waiva navanakomana vaviri; akavuya kunowokutanga, akati: Mwana, enda nhasi kundobata mumunda wangu wemizambiringa.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino munofungeiko? Mumwe munhu akanga ana vana vaviri; akaenda kuno wokutanga, akati, ‘Mwana, enda nhasi undoshanda mumunda wangu wemizambiringa.’