Matthew 21:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana aninani acitaura cinhu kwamuri, muti: Ishe unodziɗa; pakarepo ucadzituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana pano munhu anotaura chinhu kwamuri, mumuudze kuti, Ishe anodzida uye achadzidzosa nokukurumidza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mumwe munhu akataura chinhu kwamuri, mutaurirei kuti, ‘Tenzi anoada uye achaadzosa nokukurumidza.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ani naani achitaura chinhu kwamuri, muti, ‘Ishe anorida;’ pakarepo acharidzosa.”
Shona 2009?
Kana aninani achitaura chinhu kwamuri, muchati: Ishe unozvida; pakarepo uchazvitumira,
Shona SUB 2002 Bible
Kana ani naani achitaura chinhu kwamuri, muti, ‘Ishe anorida;’ pakarepo acharidzosa.”