Matthew 21:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa yeɀiɓereko yakati yoȿika, akatuma ʋaranda ʋake kuʋarimi, kundotora ɀiɓereko ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva yokukohwa yakati yasvika, akatuma varanda vake kuvarimi vaya kuti vandotora michero yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nguva yemichero yakati yosvika, akatuma varanda vake kuvarimi, kundopiwa michero yake.
Shona 2009?
Nguva yezvibereko yakati yaswedera, akatuma varanda vake kuvarimi kundotora zvibereko zvawo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nguva yemichero yakati yosvika, akatuma varanda vake kuvarimi, kundopiwa michero yake.