Matthew 21:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakamuɓata ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga, ʋakamuʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakamutora vakamubudisa kunze kwemunda wemizambiringa vakamuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamutora vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakamubata vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa, vakamuuraya.
Shona 2009?
Zvino vakamubata vakabudisira kunze komunda wemizambiringa vakamuvuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakamubata vakamubudisa kunze kwomunda wemizambiringa, vakamuuraya.