Matthew 21:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: Hamuna‐kutoŋgoraʋa here paMagwaro panoti: Ibge rakarashwa naʋaʋaki, Ndiro rakazoʋa musoro wekona; Iɀoɀo ɀakaitwa naShe, Ɀinoshamisa pameso eɗu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwavari, “Hamuna kutomborava here muMagwaro panoti: “ ‘Ibwe rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona. Ishe akaita izvi, uye zvinoshamisa pamberi pedu’?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Hamuna kumboverenga here muMagwaro Matsvene kuti, ‘Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova romusimboti rapakona? Uku kuita kwaTenzi uye kunotishamisa zvikuru.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Hamuna kutongorava here muMagwaro paye panoti: ‘Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona; Izvozvo zvakaitwa naIshe, Zvinoshamisa pameso edu?’
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Hamuna kutongorava here pamagwaro \add panoti\add*: Ibwe rakarambwa navavaki, ndirovo rakazova musoro wekona; uku kuita kwaShe, zvinoshamisa pameso edu?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Hamuna kutongorava here muMagwaro paye panoti: Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona; Izvozvo zvakaitwa naIshe, Zvinoshamisa pameso edu?”