Matthew 21:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndinoti kwamuri: Mucatorerwa imi ʋushe bgaMŋari, bgukapiwa ʋanhu ʋanoɓereka ɀiɓereko ɀabgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo ndinokuudzai kuti umambo hwaMwari huchatorwa kubva kwamuri huchipiwa kuvanhu vachabereka zvibereko zvahwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo ndinoti kwamuri, muchatorerwa imi ushe hwaMwari, hukapiwa vanhu vanobereka michero yahwo. [
Shona 2009?
Naizvozvo ndinoti kwamuri: Ushe hwaMwari hwuchatorwa kubva kwamuri, hwukapiwa vanhu vanobereka zvibereko zvahwo,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndinoti kwamuri, muchatorerwa imi ushe hwaMwari, hukapiwa vanhu vanobereka michero yahwo. [