Matthew 21:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakati ʋacinzwa mifananidzo yake, ʋakaziʋa kuti unoʋareʋa iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vakuru navaFarisi pavakanzwa mifananidzo yaJesu, vakaziva kuti aitaura nezvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vakuru navaFarisei pavakanzwa mienzaniso yake, vakazviona kuti aireva ivo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakuru navaFarisi vakati vachinzwa mifananidzo yake, vakaziva kuti anovareva ivo.
Shona 2009?
Vaprista vakuru navaFarisi vakati vachinzwa mifananidzo yake, vakaziva kuti unovareva ivo.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakuru naVaFarisi vakati vachinzwa mifananidzo yake, vakaziva kuti anovareva ivo.