Matthew 21:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakatȿaka kumuɓata, asi ʋakatya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋakaŋga ʋaciti muprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatsvaka nzira yokuti vamusunge nayo, asi vakatya vanhu vazhinji nokuti vakanga vachiti muprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaida kuti vamusunge asi vakatya uzhinji hwavanhu nokuti vaimutora somuporofita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakatsvaka kumubata, asi vakatya vanhu vazhinji, nokuti vakanga vachiti muporofita.
Shona 2009?
Zvino vakatsvaka kumubata \add asi\add* vakatya chaunga nokuti chaimuidza muporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakatsvaka kumubata, asi vakatya vanhu vazhinji, nokuti vakanga vachiti muporofita.