Matthew 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋudzai mŋanasikana weZioni: Tarira Mambo wako unoʋuya kwauri, Ari munyoro, akataȿa mboŋgoro, Nemhuru yecipfuwo cinokweʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Mambo wako anouya kwauri, ari munyoro, akatasva mbongoro, ari pamusoro pomwana wembongoro.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurirai mukunda, guta reZioni, kuti, tarira uone Mambo wako ari kuuya kwauri akazvininipisa, akatasva padhongi, padhongwana mwana wedhongi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Udzai mwanasikana weZioni, Tarira Mambo wako anouya kwauri, Ari munyoro, akatasva dhongi, Nemhuru yechipfuwo chinokweva.”
Shona 2009?
Vudzai mwanasikana weZiyoni: Tarira Mambo wako unovuya kwauri; ari munyoro, akatasva mbongoro, nedhongwana mwana wembongoro.
Shona SUB 2002 Bible
“Udzai mwanasikana weZioni, Tarira Mambo wako anouya kwauri, Ari munyoro, akatasva dhongi, Nemhuru yechipfuwo chinokweva.”