Matthew 22:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋazhinji ʋakaɗanwa, asi ʋakasanaŋgurwa ʋashoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti vazhinji vakakokwa asi vakasarudzwa vashoma.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vazhinji vanodaidzwa asi vashoma ndivo vanosarudzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vakasanangurwa vashoma.”
Shona 2009?
Nokuti vazhinji vakadamwa, asi vakasanangurwa vashoma.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vakasanangurwa vashoma.”