Matthew 22:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tiʋudzei, munofuŋgeiko? Munhu unotenderwa kuripira Kesari mutero here, kana kwete?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tiudzei zvino kuti imi, munoti kudini? Zvakanaka here kutera mutero kuna Kesari kana kuti hazvina?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka tiudzei kuti munofungei, zviri pamutemo here kutera mutero kuna Siza kana kuti kwete?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tiudzei, munofungeiko? Munhu anotenderwa kutera mutero waKesari here, kana kwete?”
Shona 2009?
Naizvozvo tivudzei, Imwi munofungei? Zvinotenderwa kuripira Kesari mutero here kana kwete?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tiudzei, munofungeiko? Munhu anotenderwa kutera mutero waKesari here, kana kwete?”