Matthew 22:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa nomumŋe mambo, wakaitira mŋanakomana wake mutambo wokuwana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Umambo hwokudenga hwakafanana namambo akagadzirira mwanakomana wake mutambo wesvitsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ushe hwedenga hungafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuchata;
Shona 2009?
Ushe hwokudenga hwakafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuwana;
Shona SUB 2002 Bible
“Ushe hwedenga hungafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuchata;