Matthew 22:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwaʋari: Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndeɀani?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akavabvunza akati, “Ko, mufananidzo uyu ndowaani uye runyoro urwu ndorwaani?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?”
Shona 2009?
Zvino akati kwavari: Mufananidzo uyu nechinyorwa ichi ndezvani?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?”