Matthew 22:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: ⱿaKesari. Akati kwaʋari: Naiɀoɀo, ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Ipapo akati kwavari, “Ipai kuna Kesari zvaKesari, uye kuna Mwari zvaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”
Shona 2009?
Vakati kwaari: ZvaKesari. Akati kwavari: Naizvozvo, ipai Kesari zvinhu zvaKesari, naMwari zvinhu zvaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”