Matthew 22:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Mudzidzisi, Mosesi wakati, kana munhu akafa asinaʋana, munuŋuna wake ŋgaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake ʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Mudzidzisi, Mozisi akatiudza kuti murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kuwana chirikadzi agomuberekera vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mudzidzisi, Mosesi akati kana murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kumugara nhaka kuti aberekere mukoma vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akati, kana munhu akafa asina vana, munun'una wake ngaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake vana.
Shona 2009?
vachiti: Mudzidzisi, Mozisi wakati, kana munhu akafa asina vana, munun'una wake ngaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake vana.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akati, kana munhu akafa asina vana, munun'una wake ngaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake vana.