Matthew 22:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakumuka kwaʋakafa, ucaʋa mukadzi waniko waʋanomŋe aʋo, nokuti ʋose ʋaiʋa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko pavanomwe vaya sezvo vose vaiva varume vake?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mukadzi woupi pavanomwe ivava nokuti akambova wavo vose zvavo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko wavanomwe ava, nokuti vose vaiva naye.”
Shona 2009?
Zvino pakumuka kwavakafa, uchava mukadzi waaniko pavanomwe, nokuti vose vaiva naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko wavanomwe ava, nokuti vose vaiva naye.”