Matthew 22:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati kwaʋari: Marashika, nokusaziʋa Magwaro, kana simba raMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavapindura akati, “Ndipo pamunorasika ipapo nokuti hamuzivi Magwaro kana simba raMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Munokanganisa, nokuti hamuzivi Magwaro Matsvene uye simba raMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati kwavari, “Marasika, nokusaziva Magwaro, kana simba raMwari.
Shona 2009?
Jesu akapindura, akati kwavari: Marashika, nokusaziva magwaro, kana simba raMwari;
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati kwavari, “Marasika, nokusaziva Magwaro, kana simba raMwari.