Matthew 22:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatuma ʋaranda ʋake kundoɗana aʋo ʋakaŋga ʋakokerwa kumutambo wokuwana; ʋakaramba kuʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya, asi vakaramba kuuya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokerwa kumutambo wokuchata; vakaramba kuuya.
Shona 2009?
akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokwa kumutambo wokuwana, vakaramba kuvuya.
Shona SUB 2002 Bible
akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokerwa kumutambo wokuchata; vakaramba kuuya.