Matthew 22:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti pakumuka kwaʋakafa haʋawani, kana kuwaniswa; asi ʋakaita saʋatumŋa kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakumuka kwavakafa vanhu havawani kana kuwanikwa, vachange vakaita savatumwa kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga.
Shona 2009?
nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa vaMwari kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga.