Matthew 22:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana kuri kumuka kwaʋakafa, hamuna‐kuraʋa here ɀamakaʋudzwa naMŋari, paakati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pane zvokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here zvakarehwa naMwari kwamuri, achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana kuri kumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvamakaudzwa naMwari, paakati,
Shona 2009?
Asi maererano nokumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvakataurwa kwamuri naMwari, achiti:
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana kuri kumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvamakaudzwa naMwari, paakati,