Matthew 22:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋazhinji ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji vakati vanzwa izvi, vakashamiswa nokudzidzisa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uuzhinji hwavanhu pahwakazvinzwa hwakashamiswa nechidzidziso chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vazhinji vachinzwa izvozvo, vakashamiswa nokudzidzisa kwake.
Shona 2009?
Zvino chaunga chichinzwa izvozvo, chakashamiswa nedzidziso yake.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vazhinji vachinzwa izvozvo, vakashamiswa nokudzidzisa kwake.