Matthew 22:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaFarise ʋakati ʋacinzwa kuti wapxisa ʋaSaduse, ʋakaʋuŋgana pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanzwa kuti Jesu akanga akunda vaSadhusi, vaFarisi vakaungana pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete.
Shona 2009?
VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSajusi, vakavungana pamwe chete.
Shona SUB 2002 Bible
VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete.