Matthew 22:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Iɗa Ishe, Mŋari wako, nomŋoyo wako wose, nomŋeya wako wose, nokufuŋga kwako kwose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “ ‘Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose nokufunga kwako kwose.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nepfungwa dzako dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Ida Ishe, Mwari wako, nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nokufunga kwako kwose.
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Ida Ishe Mwari wako, nomoyo wako wose, nomweya wako wose, nefungwa dzako dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Ida Ishe, Mwari wako, nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nokufunga kwako kwose.