Matthew 22:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFarise ʋacakaʋuŋgana, Jesu akaʋabvunza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFarisi pavakanga vachakaungana pamwe chete, Jesu akavabvunza akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei pavakanga vakaungana, Jesu akavabvunza mubvunzo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi vachakaungana, Jesu akavabvunza,
Shona 2009?
Zvino vaFarisi vachakavungana pamwechete, Jesu akavabvunza,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaFarisi vachakaungana, Jesu akavabvunza,