Matthew 22:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Munofuŋgeiko pamsoro paKristu? Mŋanakomana waniko? Ʋakati kwaari: WaDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munofungei nezvaKristu? Mwana waani?” Vakapindura vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.”
Shona 2009?
akati: Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko? Vakati kwaari: WaDhavhidhi,
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.”