Matthew 22:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Davidi wakagomutumidza seiko noMŋeya, Ishe wake, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Ko, zvino sei Dhavhidhi achitaura noMweya akamuti, ‘Ishe’? nokuti anoti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Dhavhidhi akagomutumidza seiko noMweya, Ishe wake, achiti,
Shona 2009?
Akati kwavari: Dhavhidhi wakagomudana seiko muMweya \add kuti\add* Ishe, achiti:
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Dhavhidhi akagomutumidza seiko noMweya, Ishe wake, achiti,