Matthew 22:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, kana Davidi acimutumidza Ishe, uŋgagoʋa mŋanakomana wake seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Ishe’ angagova mwanakomana wake sei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Tenzi,’ ko angave Mwana wake sei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, kana Dhavhidhi achimutumidza Ishe, angagova mwanakomana wake seiko?”
Shona 2009?
Zvino, kana Dhavhidhi achimuti Ishe, ungagova mwanakomana wake seiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, kana Dhavhidhi achimutumidza Ishe, angagova mwanakomana wake seiko?”