Matthew 22:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo wakatsamŋa, akatuma hondo dzake, akaparadza ʋaya ʋakaʋaʋuraya, akapisa guta raʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akatsamwa kwazvo. Akatuma hondo yake kundoparadza vaurayi vaya uye akapisa guta ravo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akashatirwa akatumira masoja ake akaparadza mhondi idzodzo. Akapisa guta ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza vaya vakauraya, varanda vake akapisa guta ravo.
Shona 2009?
Zvino mambo wakati a\add zvi\add*nzwa, wakatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza vavurayi avo, akapisa guta ravo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza vaya vakauraya, varanda vake akapisa guta ravo.

Recommended Reading